Id | Sentence |
---|---|
166 | AKANGE ari makuwerere kuChitungwiza svondo rapfuura apo vana vezvikoro zveko vakapemberera zuva reDay of the African Child iro rinorangarirwa vana vakauraiwa mumhirizhonga yezvematongerwo enyika yakaitika kuSoweto, kuSouth Africa mugore ra1976. |
277 | Akati vari kufamba nedingindira rekuti ‘Kickboxing for All and Know The Game’ iro raakati richazadzikiswa nekusi-mudzira mutambo uyu muvanhukadzi. |
673 | Asi musi uyu maziso evakawanda anenge akatarisa Progress Chipfumo uyo anotungamira chikwata cheSounds of The Motherland zvichitevera mashoko akabuda masvondo adarika ekuti aive afa nekurwara kwaakamboita nguva pfupi yadarika. |
715 | Asi sachigaro wesangano reFriends of the Warriors Tendai “T- Burns” Zhakata anoti vanhu vose vane chekuita nenhabvu ngavabatane kuitira kukunda kwemaWarriors. |
734 | Asi, vanhu vachakabata hana kusvika zvanzi naMufundisi, “You may kiss the bride. |
956 | Chakaodza akatanga basa rake rekunyora iri muna 1975 apo aishandira bepanhau reThe Rhodesian Herald iro rave kunzi The Herald iye zvino achinyora nyaya dzematongerwo enyika. |
1389 | DeMbare yakarasikirwa naDenver Mukamba uyo anove Soccer Star of the Year ave kutambira kuSouth Africa naRoderick Mutuma uyo ari kunyika iyi zvakare. |
3399 | Kwozoti pane vekunze kwenyika uku, chikwata chaita mbiri kuSouth Africa cheTumi and The Volume chichange chichisimudzawo musambo wekunyika iyi. |
3418 | Linda Matiyenga anova administrator wesangano iri reZimbabwe Food for the Hungry International akati varimi vakatambira chirongwa ichi nemaoko maviri. |
3787 | Masangano enhau kubvira CNN, BBC, Guardian, The Telegraph havana tsitsi. |
Id | Sentence |
---|---|
53 | Achitaura apo chikwata chenyika yake yeUruguay chakadyiwa neItaly mumitambo yeConfederations Cup, Cavani akati, “Ndinoda kutaura nemutungamiri weNapoli, De Laurentiis, nekukurumidza. |
1219 | “Chirongwa cheETF ichi chakavambwa muna2009 nechinangwa chekudzoreredza nyaya dzedzidzo iyo yainge yaderera nekuda kwekushaikwa kwemabhuku ekuverenga nezvimwe zvekushandisa,” vakadaro Mai de Sousa. |
3241 | Kurudziro iyi yakabva kumurimi anove nyanzvi yekupfuiwa kwehwai munyika, Rose van de Ruit, uyo anoita basa rekupfuya zvipfuyo izvi ari mumugwagwa weGoromonzi kuRuwa. |
Most corpora contain snippets of foreign language text. It is interesting to see where such snippets come from. In this subsection we present sample sentences (of more than 40 characters) of the corpus containing the stopwords the, de, and dem
The foreign language stopwords are chosen to identify snippets in English (the), French, Spanish, Italian (de) or German (dem).
select s_id,sentence from sentences where sentence like "% the %" and length(sentence)>40 limit 10;
Please add more stopwords for more languages.
3.2.4.1 Rank for some international stopwords